39 Nikodhimo wokuenda kuna Jesu usiku, adouyawo nomusanganisiwa womura nogavakava zvairema makhirogiramu makumi matatu. 40 Vadotora chitunha chaJesu, ndokuchiputiridza nofuko pabodzi nozvinonushira, mumaitiro yotsika yovaJudha kana vachiviga chitunha.