3 Jesu adomupindura achiti, "Ndinokunyepa chokwadi, munhu haangaone umambo hwaMwari kusiya kwokunge watozvariwa pakare."
4 Nikodhimo adoti kwaari, "Munhu angazvariwe tini kana wakura? Angapinde pakare chere mumimba mamaache kuti azvariwe?" 5 Jesu adopindura achiti, "Ndinokunyepa chokwadi, kunze kwokunge munhu wazvahwa nomvura noMweya, anopindaba muumambo hwaMwari.