Mufananidzo Womabiko Makuru
15 Zvino umwe wanga adogarikika naye patafura paadonzva zvakarezvi, adoti kwaari, "Adokomborehwa nguyo achaja mazingwa muUmambo hwaMwari!"
24 Ndava ndinokunyepai kuti, hapanai nomubodzi zvache wovadokokewa achananzva mabiko yangu.’"