Shoko Ridova Nyama
1 Pakuthanga kwanga kuno Shoko, Shoko ranga rina Mwari, futi Shoko ranga riri Mwari. 2 Wanga ari pakuthanga naMwari. 3 Zvinhu zvese zvidoitiwa kuburikidza naye, futi kunze kwache hapanai chokugadzihwa changa chidogadzihwa.