Pular para o conteúdo
Publicidade

João 10

14 Ndini nyakabusa adonaka ndinoziva mahwai yangu futi mahwai yangu yanondiziva, 15 sekuziva kwandinoitiwa naBaba nainini ndinoziva Baba futi ndinopereka upenyu hwangu nokuda kwomahwai. 16 Futi ndinodzimwe hwai, dzisiri dzobara rino, ndinofanirawo kuuya, dzichanzva dzinga rangu. Saka pachaita boka ribodzi nanyakabusa mubodzi.

Veja também