Publicidade

João 12

30 Jesu adovapindura, "Dzinga rakareri rauya nondava yenyu, aikona yangu inini. 31 Iye zvino kutongewa kwopasi pano kwasvika, iye zvino muchinda wopasi pano achataihwa kunze, 32 futi inini, kana ndasumudziwa kubva panyika, ndichakwevera vanhu vese kwandiri."

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-