Jesu Nzira Kuna Baba
1 "Rekai kutambudzika mumwoyo; tendai muna Mwari, mutendewo mandiri. 2 Mumba maBaba vangu muno nzvimbo dzizinji, dai zvisinai kudaro, ndaikunyepai nai kuti ndinoenda kokunhadzirirai nzvimbo? 3 Futi kana ndaenda kokunhadzirirai nzvimbo, ndinodzoka pakare kokutorai, kuti muvewo pandinenge ndiri.