Pular para o conteúdo
Publicidade

JOHWANI 14

21 Uyo anomitemo yangu achiichengeta, ndiye chaiye anondida, futi anondida achadiwawo naBaba vangu, nainini ndichamuda futi ndichazvinangidza pachena kwaari." 22 Judhasi, asiri Judhasi Sikariyoti, adoti kwaari, "Ishe, zvinofamba sei kuti munozvinangidza kwatiri, musingazvinangidze kunyika?" 23 Jesu adomupindura achiti, "Kana munhu achindida, achatetekera kudzidzisa kwangu, futi Baba vangu vachamuda, futi tichauya kwaari toita musha wedu naye. 24 Uyo asingandide haaterere kudzidzisa kwangu, futi kudzidzisa kwamudonzva mhwanguba asi mhwaBaba vadondituma.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também