Pular para o conteúdo
Publicidade

João 15

13 Hapanai anorudo rinokunda rakareri, rokuti munhu anopfira shamwari dzache. 14 Muri shamwari dzangu kana muchiita zvandinokurairai. 15 Handichakudaidzai kuti vashandi, nokuti mushandi anozivaba zviri kuitiwa tenzi wache, asi ndidokudaidzai kuti shamwari, nokuti zvese zvandidonzva kuna Baba ndidokuzivisai.

Veja também