Chizondo choNyika
18 "Kana nyika ichikuzondai, zivai kuti idondizonda isinati yakuzondai imimi. 19 Dai muri vonyika, nyika yaikudai sevanhu vayene. Asi ndidokusarudzai kubva munyika ino saka hamusi vonyika ndokusaka nyika ichikuzondai.