Pular para o conteúdo
Publicidade

JOHWANI 16

7 Zvisinei ndinokunyairirai chokwadi: zvidotonakira imimi kuti ndiende, ndava ndikarega kuenda, Mubatsiri anouyaba kwamuri, asi kana ndikaenda, ndinomutuma kwamuri. 8 Futi kana auya, achakomwesa nyika pamusoro pochitadzo nopamusoro pokururama nopamusoro pokutongewa. 9 Havanai kukohoroka pamusoro pochitadzo, ndava havatendi kwandiri. 10 Havanai kukohoroka pamusoro pokururama, ndava ndinoenda kuna Baba, futi muchandionaba kamu, 11 futi pamusoro pokutongewa, ndava mubati wopasi pano watotongewa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também