7 Zvisinei ndinokunyairirai chokwadi: zvidotonakira imimi kuti ndiende, ndava ndikarega kuenda, Mubatsiri anouyaba kwamuri, asi kana ndikaenda, ndinomutuma kwamuri. 8 Futi kana auya, achakomwesa nyika pamusoro pochitadzo nopamusoro pokururama nopamusoro pokutongewa. 9 Havanai kukohoroka pamusoro pochitadzo, ndava havatendi kwandiri.
Publicidade