Pular para o conteúdo
Publicidade

JOHWANI 16

8 Futi kana auya, achakomwesa nyika pamusoro pochitadzo nopamusoro pokururama nopamusoro pokutongewa. 9 Havanai kukohoroka pamusoro pochitadzo, ndava havatendi kwandiri. 10 Havanai kukohoroka pamusoro pokururama, ndava ndinoenda kuna Baba, futi muchandionaba kamu, 11 futi pamusoro pokutongewa, ndava mubati wopasi pano watotongewa.

Veja também