Pular para o conteúdo
Publicidade

João 17

15 Ndinonamataba kuti muvabiritse panyika, asi kuti muvachengete kubva kuno uyo adoipa. 16 Havasi vonyika, fanike inini ndisiri wonyika. 17 Vaitei vatsvene muchokwadi shoko renyu ndiro chokwadi. 18 Kunge kutuma kwamudondiita panyika, saka ndidovatuma kunyika.

Veja também