10 Pirato adodzoti kwaari, "Unoreka kunyaira kwandiri? Unozivaba nai kuti ndinomasimba yokukusugudura, nomasimba yokukuroverera pamuchinjikwa?"
11 Jesu adomupindura achiti, "Unoitaba simba pamusoro pangu iwe, kusiya kwokunge waripasiwa kubva kumusoro, saka wandipereka kwauri ndiye anochitadzo chikuru."