Muchato kuKana romuGaririya
1 Pazuva rochitatu kudoitika muchato kuKana romuGaririya. Amai vaJesu vanga variko, 2 futi Jesu novadzidzi vache vanga vakokewawo kumuchato wakareyo.