Guwa Risinai Chinhu
1 Zvino nozuva rokuthanga rosondo Mariya wokuMagadhara adofumira kuenda kuguwa, utonga huchidotsvuka, ndokuona kuti dombo ranga riri pamuromo poguwa ranga rabiritsiwa.