Pular para o conteúdo
Publicidade

JOHWANI 20

14 Paadonyaira zvakarezvo adocheuka kumasure ndokuona Jesu adomira, asi haanai kumuziva kuti ndiJesu. 15 Jesu adoti kwaari, "Amai imi, sei muri kurira? Mbani wamuri kutsvaga?"

Achifunga kuti ndiye waichengeta dimba, adoti kwaari, "Changamire, kana mamubiritsa, ndiudzei kwamamuisa, kuti ndimutore." 16 Jesu adomudaidza achiti, "Mariya." Iye adochununguka ndokuti kwaari muchiHebheru, "Rabhoni!" zvinoreva kuti mudzidzisi.

Veja também