Jesu Anozvinangidza Kuvadzidzi Vache
19 Kumauro kwozuva rakarero rokuthanga kwosondo, vadzidzi vanga vadoungana pabodzi vadovhara sasa romumba mavanga vari nondava yokucha vatungamiri vovaJudha, Jesu adosvika ndokuti puru pakati pavo achiti kwavari, "Runyararo kwamuri."