Jesu naPita
15 Pavadopedza kuja kwomangwanani, Jesu adoti kuna Simoni Pita, "Simoni, mwanakomana waJohwani, unondiditsa kukunda ava chere?" Adoti kwaari,
"Inde, Ishe; munozviziva kuti ndinokudai."
Jesu adoti kwaari, "Posha hwai dzangu dzidiki."
19 (Zvakarezvi adozvinyairira kunangidza rudzi roipfa yaaidzoita kuti Mwari akudziwe). Futi pazvidopera zvakarezvo adoti kwaari, "Nditevere."