Pular para o conteúdo
Publicidade

João 3

16 Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere. 17 Nokuti Mwari haanai kutuma Mwanakomana wache kuti apase murandu nyika, asi kutoti nyika iponesewe kuburikidza naye.

18 "Uyo anotenda kwaari haatongewe. Asi asingatende watotongewa kare, nokuti haanai kutenda kuMwanakomana waMwari mubodzi.

Veja também