19 Kutongewa nghuku, kuti chiedza chidouya panyika, asi vanhu vadofarira rima pachinzvimbo chochiedza, nokuti zviito zvavo zvanga zvidoipa. 20 Ndava wese anoita zvidoipa anovenga chiedza, futi haauye pachiedza, kuti zviito zvache zvireke kufumuhwa. 21 Asi uyo anoita zvochokwadi anouya pachiedza, kuti zvioneke pachenu kuti zviito zvache zvidoitiwa muna Mwari."
Publicidade