Pular para o conteúdo
Publicidade

JOHWANI 6

27 Rekai kushandira kuti muwane zvokuja zvinoparara, asi zvokuja zvinogara kusvikira kuupenyu husingapere. Ndizvo zvamunopasiwa noMwanakomana woMunhu nokuti paari Mwari Baba vadoisa chisimbiso."

28 Zvino vadoti kwaari, "Tingaitei kuti tiite mabasa yanodiwa naMwari?"

29 Jesu adovapindura achiti, "Basa raMwari ndorokuti mutende uyo waadotuma."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também