Pular para o conteúdo
Publicidade

João 6

32 Jesu adoti kwavari, "Chokwadi ndinokunyepai, ndiMozisiba adokupasai zingwa ridobva kudenga, asi Baba vangu vanokupasai zingwa rochokwadi kubva kudenga. 33 Ndava zingwa raMwari ndiro rinouya kubva kudenga, ropasa upenyu kunyika." 34 Vadoti kwaari, "Ishe, tipasei zingwa rakareri nguwa dzese." 35 Jesu adoti kwavari, "Ndini zingwa roupenyu, uyo anouya kwandiri anodzonzvaba nzara, noanotenda kwandiri anodzonzvaba nyota.

Veja também