Publicidade

João 6

39 Kwakareku ndiko kuda kwoadondituma, kuti ndireke kurasikihwa kana nomubodzi panovese vaadondipasa, asi kudzozvimutsa pazuva rokupedzisira. 40 Nokuti uku ndiko kuda kwaBaba wangu, kuti wese anonangara Mwanakomana nokutenda kwaari anofanira kuva noupenyu husingapere, futi ndichamumutsa nozuva rokupedzisira."

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-