Pular para o conteúdo
Publicidade

João 6

44 Hapanai angakone kuuya kwandiri kunze kwokutoti Baba vadondituma vamukwezvera kwandiri, futi ndichamumutsa pazuva rokupedzisira. 45 Zvidonyohwa mumabhuku yovaporofiti kuti, Futi vese vachafundisiwa naMwari.Wese adonzva achidzidza kubva kuna Baba anouya kwandiri. 46 Hapanai adoona Baba kusiya kwouyo basi adobva kuna Mwari, ndiye adoona Baba. 47 Chokwadi ndinoti kwamuri, uyo anotenda anoupenyu husingapere.

Veja também