Publicidade

João 7

14 Panenge pakati pomutambo Jesu adoenda muchivanze choimba yamwari ndokudzidzisa. 15 MaJudha vadoshamisika nazvo vachiti, "Seiko munhu wakareyu achiziva maninge, asi iye asinai kupfunda?"

16 Saka Jesu adovapindura, "Dzidziso yangu njanguba, asi njaiye adondituma. 17 Kana munhu upi zvache achida kuita kuda kwaMwari, achaziva kana kudzidzisa kwangu kuchibva kuna Mwari, kana kuti ndiri kundonyaira zvangu ndega. 18 Uyo anozvinyaira pachake anotsvaga kukudziwa kwache. Asi anotsvaga kukudziwa kwoadomutuma pachokwadi, munowakareyo hamunai mabhwodo.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-