Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 13

11 Panga pano mukadzi wanga anomweya wohodza kwomakore gumi nomasere, wanga adotumbamisiwa nawo asingagone kuzvitwasura. 12 Jesu paadomuona adomudaidza ndokuti kwaari, "Mukadzi, wasununguhwa pahodza yako." 13 Adobva waisa manja pamusoro pache, nokamangu adotwasanuka, ndokubva warumbidza Mwari.

Veja também