Mufananidzo woMufarisi noMuteresi
9 Adonyairawo mufananidzo kuno vamwe vaizvivimba kuti vadorurama vachishora vamwe ndokuti, 14 Ndinokunyepai kuti, "Murume wakareyu, adoenda kumba kwache waruramisiwa kukunda muFarisi. Ndava wese anozvikwiridzira achaninipisiwa, asi uyo anozvininipisa achakwiridzihwa."