Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 22

19 Futi adotora zingwa, paadorinamatira adorikomora ndokuvapasa achiti, "Uyu muviri wangu unopasiwa kwamuri. Itai zvakarezvi muchindifunga."

Veja também