Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 22

61 Ishe adocheuka ndokunangara Pita. Zvino Pita adobva watondera shoko raIshe, raadonyaira kwaari achiti, "Uchandiramba katatu nasi Jongwe risati rarira." 62 Adobirika achienda korira zvinosiririsa.

Veja também