Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 7

Muvakhi Anonzeru noMuvakhi Dzemwa

24 "Saka wese anonzva mashoko yangu yakareya achiyaita achafanana nomumhu adochenjera adovakhira imba yache paruware. 25 Mvura idona, mafashamu yadouya, duthu ridopupuza ndokurova imba yakareyo. Asi hainai kuwa, ndava yanga idovakhihwa paruware.

26 Nowese anonzva mashoko yangu yakareya asingayaite achafanana nomunhu dzemwa adovakhira imba yache pajecha. 27 Mvura idona, mafashamu yadouya, duthu ridopupuza richirova imba yakareyo, ichibva yawa. Nokuwa kwayene kudokuritsa peno!"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também