4 Asi handifariri chinhu ichi kwauri, kuti udosiya rudo rawanga unaro pakuthanga. 5 Naizvozvo chiyeuka paudowa, upinduke, uite mabasa yawaimboita pakuthanga. Kana ukareka kuita zvakarezvo ndichauya kwauri ndobisa chigadziko chako chomwenje panzvimbo yachene, kusara kwokunge wapinduka.
Publicidade