12 Asi vese vadomutambira, vaye vadotenda muzita rache, adovapasa simba rokuva vana vaMwari, 13 vasinai kuzvahwa nomagazi kana nokuda kwomuviri wonyama, kana nokuda kwomunhu, asi vadozvahwa naMwari.