40 Umwe wovairi vadonzva Johwani achitaura, achibva watevera Jesu, ndiAndireya, waiva mukoma nomunin’ina naSimoni Pita. 41 Chinhu chaadothanga kuita kuwana Simoni hama yache, adomunyepa achiti, "Tawana Mesiya," zvinoreva kuti Khirisitu.