Pular para o conteúdo
Publicidade

João 1

45 Firipi adowana Natanieri ndokuti kwaari, "Tamuwana adonyohwa naMozisi pamusoro pache mumurairo, novaporofiti, Jesu woNazareta Mwanakomana waJosefa."

46 Natanieri adobva wati kwaari, "Pano chinhu chidonaka chingabvewo kuNazareta chere?"

Firipi adobva wamuti, "Uya uone."

Veja também