19 Ipopo ngirozi idomupindura ichiti, "Ndini Gabhurieri, anomira pamberi paMwari, ndidotumiwa konyaira kwauri, nokukuvikhira nyaya yakarei idonaka.
Kuzvahwa KwaJesu Kunotauhwa
26 Mumwedzi wochitanhatu ngirozi Gabhurieri idotumiwa naMwari kuenda kuguta roGaririya rinoitiwa Nazareta.