39 Wanga ari mukoma nomunin’ina naMariya, nyakudzogara patsoka dzaIshe achitetekera zvaaidzidzisa. 40 Asi Marita anga achitadzisiwa nokutenaira kudonyanya, adoenda kwaari achiti, "Ishe, hamunei nazvo kuti mabiyangu wandisiya ndichitenaira ndega? Muudzei kuti andibatsirewo."
Publicidade