40 Asi Marita anga achitadzisiwa nokutenaira kudonyanya, adoenda kwaari achiti, "Ishe, hamunei nazvo kuti mabiyangu wandisiya ndichitenaira ndega? Muudzei kuti andibatsirewo."
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.