9 Saka ndinoti kwamuri, Kumbirai, muchapasiwa, tsvagai, muchawana, gugudzai, muchazururihwa. 10 Nokuti wese anokumbira anopiwa, noanotsvaga anowana, noanogugudza anozururihwa.