29 Saka rekai kutsvaga chamuchaja kana chamuchamwa, kana kushushikana mupfungwa. 30 Ndava marudzi yese yonyika vanotsvaga zvinhu zvakarezvi, asi Baba venyu vanoziva kuti munozvida. 31 Asi tsvagai umambo hwache, zvinhu zvakarezvi zvichava zvenyu pakamu."