Mufananidzo Wombeu yoMasitadhi
18 Saka adoti, "Umambo hwaMwari hudofanana nei? Ndingahuenzanise nochii? 19 Hudofanana nombeu yomasitadhi inotohwa nomunhu achiijara mudimba mache, idokura ukava muti, uye tushiri tomudenga tudoita usanza mumathai yawene."