Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 15

3 Jesu adobva wavanyepa mufananidzo.

4 Adoti. "Mbani pakati penyu kana anozana romahwai, anoti kana ribodzi rataika angareke kusiya makumi mapfemba nomapfemba musango, woenda koritsvaga kusvikira wariwana? 5 Kana wariwana anoriisa, papfudzi pache achifara. 6 Paanosvika kumba anokokera shamwari dzache novavakhidzani, achiti kwavari, Farai nainini, nokuti ndawana hwai rangu ranga rataika.7 Nokudaro ndinokuudzai kuti kudenga kunenge kuno mufaro mukuru pamusoro pomutadzi mubodzi anotendeuka, kukunda vanhu makumi mapfemba novapfemba vadorurama vasingade kupinduka."

Veja também