24 Nokuti semapenyero yanoita mheni ichivheneka denga kubva kurimwe divi kuenda kuno rimwe, ndizvo zvichaita Mwanakomana woMunhu pazuva rache.