Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 18

Mufananidzo woMufarisi noMuteresi

9 Adonyairawo mufananidzo kuno vamwe vaizvivimba kuti vadorurama vachishora vamwe ndokuti, 10 "Vanhu vairi vadoenda konamata muimba yaMwari, umwe wanga ari muFarisi, umwe ari muteresi. 11 MuFarisi adomira achinamata ari pache wega achiti, Mwari, ndinokutendai kuti handinai kufanana novamwe vanhu, vanonhafu, vasinai kururama, mhombo, kana kunge muteresi uyu. 12 Ndinotsanya kairi pasondo, ndinopereka chogumi chozvese zvandinowana.13 Asi muteresi, adomira kurefu asingasumudze kana chiso yache kudenga asi adozvidukupisa achiti, Mwari, ndinzvireiwo tsitsi inini mutadzi!14 Ndinokunyepai kuti, "Murume wakareyu, adoenda kumba kwache waruramisiwa kukunda muFarisi. Ndava wese anozvikwiridzira achaninipisiwa, asi uyo anozvininipisa achakwiridzihwa."

Veja também