8 Zvino Zakeyo adosumuka ndokuti kuna Ishe, "Onai, Ishe, ndinopereka chikamu chopakati chopfuma yangu kuvarombo, futi kana pano chandabiridzira umwe munhu, ndinochidzotsera chapetewa kanai."
9 Jesu adoti kwaari, "Nasi ruponiso rapinda mumba muno, sezvo naiyewo ari mwanakomana waAbhurahamu.