Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 2

Anyakabusa noNgirozi

8 Mudunhu rakarero manga munananyakabusa, vaichengeta mahwai yavo usiku. 9 Ngirozi yaIshe idozvionesa kwavari, kubhwinya kwaIshe ndokuvapenyera kumativi yese, ivo ndokubatiwa nokucha. 10 Ipopo ngirozi idoti kwavari, "Rekai kucha, nokuti, ndakuunzirai nyaya idonaka yomufaro mukuru uchava wovanhu vese.

Veja também