Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 21

Kuuya kwoMwanakomana woMunhu

25 "Kuchava nozviratidzo pazuva, pamwedzi nopanyenyedzi. Marudzi yovanhu panyika vachasaya kudekhara, vachakanganisika nokuunga kwogungwa parinenge richiita mapfeni. 26 Vanhu vachawa chikhomo nokucha pavanenge vachitarisira zvinhu zviri kuuya panyika, ndava masimba yokudenga yachagwetedzeka.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também