Jesu Anozivisa Kuramba kwaPita
31 "Simoni, Simoni, ziva kuti Sathani adopopera kukutorai kuti akuungurei kunge gorosi, 32 asi ndidokunamatira kuti kutenda kwako kureke kukundikana, futi kana wadzodzoka pakare, simbisa abiyako."