42 "Baba, kana muchida biritsai mukombe uyu kwandiri, zvisinei mbakureke kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu, mbakuitiwe." 43 Padooneka ngirozi idobva kudenga ichimusimbisa. 44 Ari pakutambudzika kukuru adonamata zvidonyanya. Dukuta rinenge madonhwe yogazi ridodonha pasi.
Publicidade